Somandla Mafia Ndebele and Denda Brothers ZW

Call Directions

Somandla Mafia Ndebele and Denda Brothers ZW Sungura Music at it's best

Tarisirai Album redu pazvitoro zvose zvepa Dandemutande musi wa 2 June 2025. Rutsigiro rwenyu rwakatikoshera.
21/05/2025

Tarisirai Album redu pazvitoro zvose zvepa Dandemutande musi wa 2 June 2025. Rutsigiro rwenyu rwakatikoshera.



26/10/2022

Makadini henyu vatsigiri vaSomandla Mafia Ndebele neDenda Brothers ZW. Tinoda kukuzivisai kuti dambarefu ramange makamirira rave kuzobuda svondo ratiri kubata iri. Rinonzi "Kuruma Uchifuridzira". Tinokutendai chose nerutsigiro rwenyu kubva kare kusvika pari nhasi. Mutapirirwe nemutakunanzwa watakakubikirai.

26/10/2022

Hello hello Somandla Mafia Ndebele and Denda Brothers ZW fans. Good news you have all been waiting for. Brand new album is around the corner titled Kuruma Uchifuridzira. This is our 25th album. Tinokutendai mese zvenyu nerutsigiro rwamutipa misi nenguva. Mwari vakuitirei zvakanaka.

Address

Harare

Telephone

+263783044045

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Somandla Mafia Ndebele and Denda Brothers ZW posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share

Category