Mcv poultry investment

Mcv poultry investment Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Mcv poultry investment, Chicken Joint, Nyava Growth point, Bindura.

New chick's  in stock 475 chick available $1 each
27/03/2026

New chick's in stock 475 chick available $1 each

27/03/2026
*Zvinhu zvinokonzera zvirwere kuhuku dzedu.*1. Coccidiosis chitosi chekuita ropa chinokonzerwa neutsvina, bedding nyoro ...
23/03/2026

*Zvinhu zvinokonzera zvirwere kuhuku dzedu.*

1. Coccidiosis chitosi chekuita ropa chinokonzerwa neutsvina, bedding nyoro
2. Matosi machena Salmonella and E.coli zvinokonzerwa nekupa huku mvura inetsvina
3. Pasted vents kunamira matosi kumasure zvinokonzerwa nekutinhodza kana kupisisa nhiyo, too much temperature fluctuations
4. Ascites kuita mvura mudumbu kunokonzerwa nepoor ventilation management
5. Poor uniformity kusakura huku dzakaenzana kunokonzerwa nepoor spacing uye kuisa mafeeders and drinkers mashoma panumber yehuku
6. Kuremara makumbo kunokonzerwa nekusakwidzira zvekudyira nezvekunwira zvehuku kuti zvigare pachiyero chemusana wehuku nenguva
7. Kufa dzichidonha negotsi kunokonzerwa nekusatevedzera lighting programme if any, poor ventilation, poor spacing
8. Kuora pasi petsoka (p**o dermatitis) nemagokora (hock burn) kunokonzerwa nebedding nyoro
9. Heavy smell on bedding inokonzerwa nekugara bedding irinyoro
10. Kuora huku irimhemyu (clostridium perfringens) zvinokonzerwa nekusazorodza danga.
11. Yolk sack infection (kuora or nhiyo inonhuwa ichangobva kuhatchery) zvinokonzerwa neguvhu nyoro (unhealed navel) it's a hatchery issue that happens within the first 7 days , you need a proper postmoterm report from a qualified veterinarian to stop if.
12. Kutadza kufema huku ichirebesa mutsipa (brooder pneumonia aka aspergillosis) zvinokonzerwa nepoor ventilation and bedding management, hwema hwematosi manyoro (ammonia gas) hunokachidza
13. Kuvhara maziso nedzihwa (infectious coryza bacteria) zvinokonzerwa nekusanganisa mabroiler nemaroadrunner pamusha umwechete, roadrunners are carriers

About Today ready for selling  $6 only
21/03/2026

About Today ready for selling $6 only

21/03/2026

Black austrolope fertilized eggs are available @$8crate location harare We delivery to be arranged

Sasso Sussex day old chicks available $1eachLocation cabs Norton Call 0772806656
21/03/2026

Sasso Sussex day old chicks available $1each
Location cabs Norton
Call
0772806656

Address

Nyava Growth Point
Bindura

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mcv poultry investment posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share

Category